Saturday 14 October 2017

DIVISIVE GRACE CALLS FOR UNITY

First Lady Grace Mugabe has rallied the nation to unite in the face of attempts by hostile forces to divide citizens and sow seeds of chaos.

Mugabe also warned ministers and legislators against dereliction of duty and neglecting the electorate.

The First Lady was speaking in Chivhu yesterday at the Chikomba West Education and Development Celebrations.

Said Grace: “I would like to encourage all of us to remain united and work with the sense of common purpose, tibatane senyika. Tinofanira kubatana nekuti muvengi anenge akatarisa kuti vanhu veku Zimbabwe varikumboitei.

“Ndataura ndikati isusu tiri nyika yakakomborerwa nema natural resources, asi kune vamwe vane shanje kuti imi Mwari makarangarirei zvivanhu zvitematema zviya muchivapa zvatisina isu.

“Vakatitarisa usiku nemasikati vachida kudyara pakati pedu vanhu vanokonzeresa nyonga- nyonga kuti tisawirirane.

“Tikaona vanhu vakadaro vachiuya pakati pedu ngatingwarirei kuti kwete ndezvedu takapiwa naMusiki akaona zvakakodzera kuti iyesu neganda redu dema-dema zvive zvedu,” she said.

Mugabe said President Mugabe had championed the Zim-Asset economic blueprint to value add and beneficiate agricultural produce and natural resources locally rather than have them plundered by other countries.
“President vanogara vachitaura kuti ndezvenyu izvi, zvese manatural resources ndeenyu, ngaashandiswe aitwe extract,” said Amai Mugabe.

“Saka mazoona President vakazouya neprogramme iya inonzi Zim-Asset kuti basa riitwe zvakanaka, kana basa raitwa zvakanaka toonawo kugara zvakanaka. Ma natural resources edu iyaya pa cluster imwe ye value addition nebeneficiation zviitirwe muno, not kuti tinochera chrome yedu ichienda out.

“Kuno kunowanikwa iron, munozviziva; and vamwe vanozviziva kuti kubelt rinobva kuManicaland kuuya kuno kune madiamonds ngaabhenefite vanhu vedu vawane mabasa ekuita, ndozvirikutaurwa nemukuru wedu President Mugabe.”

Mugabe said the President had become an enemy of the West because he refused to let them rampantly exploit Zimbabwe’s mineral resources. “Vanovengerwa izvozvo nekuti havadi kupa vasiri varidzi vazvo. Varikutukirwa kuti uri kuzvichengeterei, uri kuitirei kuti ndezvevanhu veZimbabwe,” she said.

“Saka President, makaona pakutangatanga muna 1980, vakati free education for all vaigadzirira munhu wese kuti ukange wava needucation, pane mabasa akawanda asingakwanisi kuitwa kana usina certain skills, saka ma skills iwayo taane vanhu vavanawo senge vatiri kupemberera nhasi.

“Saka tirambe tichiziva kuti nyika ndeyedu tirege kuti kana vanhu ava vauya, dzimwe nguva munhu anogona kunzi anowana concession yake yegold iye akuitengesera mumwe munhu wekunze. Ukaitengesa unongopihwa tumari tushoma-shoma, iye ndoozowana mari yakawanda.

“Zvaungatoite kana usina mari yakawanda tsvaga partner yaunoshanda nayo, asauye kuzokuudza kukudictetera kuti zvinofamba sei, kuti anowana mari yakawanda ndiyani.
“Nekuti vanouya dzimwe nguva vachiti nekuti ini ndini ndiri kuunza capital saka ndinofanirwa kuwana share yakawanda.

“Hazvinzarwo nekuti iye anofanirwa kuzivawo kuti ma resources ari pasi anobuditsa mari yakawanda kupfuura yaanenge ainayo.

“Ukaona munhu achishingaira kuunza US$500 million kuzoita project woziva kuti apa achawana US$60 billion, saka tinofanira kufamba tichidzidzisa vanhu kuti vangware.”
On ministers and MPs who abscond parliamentary sessions and ignore their constituencies, Mugabe said: “Vamwe vanoda kuti, ‘Ah ndinebasa, ndiri minister of this, ndiri minister of that.’ Kana waiona kuti hauzvikwanise dai wakati kwete VaMugabe, rinondiwandira basa.

“Harifanirwi kuzokuwandira, ukange wadeedzwa zviya kunzi ndakutokuita minister wotoziva kuti uchaita basa iroro sa minister; kana uri Politburo member wotoziva kuti uchaita basa iroro; kana uri Member of Parliament, kunyanya, unofanira kudzoka kuvanhu.

“Nekuti kwakaita complaint kuParliament kuti maministers havachauya kuParliament. Unorega kuenda ku- Parliament asi vanhu ava ndovaurikunomirira kuParliament and iyoyo position iyoyo ndoyakazoita kuti ukwanise kuva minister saka hatifaniri kukanganwa kwatakabva nekuti zvatiinazvo zvigaro zvakauya sei.”

The celebrations honoured Industry and Commerce Minister and Chikomba West legislator Dr Mike Bimha’s academic achievements.


Fellow ministers Dr Sydney Sekeramayi, Dr Walter Mzembi and Edgar Mbwembwe; as well as captains of industry and academics attended the celebrations. Sunday Mail

0 comments:

Post a Comment