Monday, 20 May 2013

DJ MUNYA ARRESTED FOR KILLING LOVE RIVAL

STAR FM DJ Munyaradzi Mlimo — popularly known as DJ Munya — has been arrested on allegations of kidnapping and killing a man he suspected of engaging in an extra-marital affair with his wife.
The DJ reportedly forced the man to drink poison. The radio personality was arrested last Thursday in Harare following the disappearance of the man, who was only identified as Magorimbo.
DJ Munya was yesterday still assisting the police with investigations. The matter is being handled by detectives from the Criminal Investigations Department’s Homicide section.
Although the details were still sketchy by last night, sources close to the investigations said some time this month, DJ Munya suspected that his wife — who works at PSMAS — was having an affair with Magorimbo, a workmate.
Sometime last week he reportedly confronted Magorimbo at his workplace.
“A few days later Magorimbo went missing and a report was made to the police. Magorimbo went missing for two days, leading to the arrest of DJ Munya on allegations of kidnapping,” said the source.

On Saturday Magorimbo was dumped near his flat in the city while he was unconscious and was taken to St Anne’s Hospital for treatment.
Magorimbo died yesterday morning and it is believed that he was forced to drink an undisclosed pesticide. His body is still at the hospital’’s mortuary awaiting post mortem.
National police spokesperson Chief Superintendent Paul Nyathi yesterday said he could not comment as he was out of town. herald

41 comments:

Yah whilst I dont condone murder mukadzi kana murume wemunhu haabatwe veduwe!

Who dumped Magorimbo's body on Saturday if the dj was in custody since Thursday?

Maybe hired assassins

Apa ndinenge ndaita mutete, regai tisiriye nyaya iyi kuna ana Mutongi Gava Maenzanise. Yanditemesa musoro iyi.

Editor whats your job? Since when did Dj Munya become doctor?

DJ Munya....MORE FIRE....remember that saying of 3FM guys...

Iye mukadzi kana murume wemunhu haafanirwe kungo zhinyira nekufukurira wese akuti hesi. Kana wada zveimba humble you self be it at work or mafambiro. Zvino kana mukadzi wemunhu ofamba clevage yakapambwa kunge mazamhu achaputika or ari pasale zvinorewei izvozvo. Kana mukadzi wemunhu achipfeka mutaurizi wekuti unenge vakapamba magaro apa mufananidzo wesikarudzi vakaita kushepwa netirauzi ndokudii ikoko. Handisi kunyepa pane mamwe mapfekero ekuti varume vehana nhete vakakutarisa unenge vakutopinza sikarudzi yemumwe murume busy iwe uri mukadzi wemunhu. My main question is why murume achizosiya mukadzi achibuda mumba akapfeka kunge chiifewe chemubhawa, kuto sekerera hanzi amai makachema amai kupusa ndinokuziva ini. Ende ukaona murume wako akupfeka kaTshirt kano pamba chest nekurembedza bhurugwa kunge Justin Bieber ita question mark. Nekugara akabvisa ring achiti I am putting on weight saka ring yakundicheka question mark nga. Murume mukuru akuita makeup asisabve pagirazi question mark nga

After all is said and done haasiriye here DJ wekumiswa basa achinzi abata bata mumwe mukadzi pabasa. Didingwe rinonaka richakweva rimwe, imba iyi yanga yave ye tit for tat kurambana is the best solution pane kuzoponda ropa remunhu rinonetsa kugeza.

Chawagona hapana iyi mhombwe yako ichangoenderera mberi nekuhura, iwe pada kuchitorongo.

on dressing code i tick, yes copied,but varume, ma t/shrt anobata chest bla bla bla,tofamba nesvina here mai T kkkkkk,but anyway u r very correct (espcially panhengo pacho ipapo)

Gone are the days yekuverenga kuti ndakakuitira chakati nekuti wauenge uchiudza anenge aine yake mari. Ndezve kare izvi kana watongo hurirwa siyana nemunhu iyeye nekuti zvekuchema kudyiwa ndezve kare.

Uya wekubatabata mumwe mukadzi kubasa anenge Kimble Rodgers but akadzoka kubasa.....

well therz the leak, munya was arrested on thursday, the magorimbo guy was dumbed near his flat, munya was already in jail then, saka haisi hora stereki, he may come out of it, but with a fight!

munya was on Radio on Friday story not 100% true

Thanks for correcting me.

Iwe Blair mbanje unenge unodziwanzawo iwe sa Munya..parikunzi ndi doctor ndepapi apa na editor????...asi ndakuda magirazi?????

U came here late after the error was rectified thanx to blair

So you're indeed one of those women vari kusvikodhampa varume vavo after vabhadharirwa mari yekuita nursing and so on and so forth handiti?

Nekuti hakuna varume vari kusvikono siya vakadzi vabhadharirwa zvesewo ka?

Munya ungadai wakashandisa pfungwa, wakaramba mukadzi uyu. Kuuraya chikomba I loss kwauri ndava iwe wakuachovha kujeri mukadzi uyu anenge ava kutokwirwa nevamwe iwe wogumbatira mhepo.

It takes two to tango.Mukadzi wako must respect you enough not fukk around.Saka kuponda chikomba ndokuchaita kuti mukadzi uyu asahura here?

I agree with you totally mukadzi wemunhu haabatwe. hazvina kunaka. ko iwe ukaitirwa yakadaro unonzwa sei. hazvina kunaka. hapana chinorwadza sekunzarwo.musikana chaiye akazorwadza wani wozoti amai vemba vawakaroora ah hazviite

ndobvumirana nemi asi handibvume pamati varume vehana nhete asi kutoti varume vose vari normal. ndomasikirwe edu ..tikangooneswa zvisizvo ropa kupfungwa rototiza roenda zasi ikoku.. iye mukadzi ngaatyise kutanga kana akaroorwa kwete zvekuti vanhu vanoshamisika kunzwa kuti ndimai vemba nemapfekero plus ku addresser vanhu kwaanoita. Plus vakomana musaroore vasikana vamunohwina after contest. musikana wekuti unofaita nezvishandwa (mari) kuti ade iwe anonetsa kuti arambe ari mumba.. iwe unonga uchizviziva again.
ndoostyera yakanyudza Judah Jongwe iyoyiyi, yekuroora mukadzi wekuhwina pa contest

tibvire kumhepo washaya nyaya iwe. kushanda kwako iwe hazvireve kuti vakadzi vose vanenge iwe. vakadzi, chero iye nemukomana wake vakashanda ssame basa eg teachers murume anotobudisa cash. vakaenda out few ladies pay chero vachishanda. so ukashandisa mari yako unoiverenga ka sekuti haasi mashizha akatanhwa mumuti sisi. Hapana chekare pakudyiwa. kudyiwa kwakare nekwanhasi kwasiyanei ? kwese kudyiwa asi dai wati kuhura kwawanda zvekuti now hazvichashamisa kukwirirwa mukadzi taiti wataura

Dindingwe rinonaka richakweva rimwe zvarwadza ka vakadzi venyu vave kuhurawo....lol

Zvino achagarisana nemukadzi mumba sei?Oh by the way iye achagara mujeri,nyakuhura osara mumba oita madire a Jojina. Apa DJ vakatadza kufunga ahead!

no i cant just let it go like that,i must make sure that she wont repeat that next time ,even where she is going

My sister, chokwadi ndechekuti kuhura kwemurume kunotambirika although kuchirwadza but kwemukadzi i non negotiable. divorce kechi one... its just like virginity yemurume haina basa but yemukadzi is material

Ko madzibaba Munya ndokuita sei manje?

saka ukauraya chikomba mukadzi anorega kuhura here?


vakomana ini ndikabata mukadzi ndinofara zvekuti iye anoshaa kuti munhu uyu how far. Nekuti ndinobva ndaita jaya zvekare. Ndinototi pedzisai henyu musamhanya

WAPEDZA IWE,BT KANJAPISI KACHO KAMUSHE NDEKECHIKARADI

Chasara izita rekamukadzi aka chete. Zvanzi kazukuru. Mati kanosevenzera PSMAS papi pacho? Ndipei zita, katove free kaaka, chikomba kumakuva, murume kujeri!!!
Ndivo vatinodyira mupaza kaava!

And who'd have asked you to do all these things for the woman? Unoita because ndozvaunenge uchida or kufanirwa kuita not so that mangwana unoti I did this for you, I did that for you. Izvozvo ungatoudza munin'ina wako waunenge wakachengeta kwete wife. Husband and wife relationship is a give and take - pane zvaunenge uchiwanawo ipapo so hapana yekuti hanzi ndinorwadziwa bcz of zvandakuitira. I'd hear if you say zvinorwadza to be cheated on, it's betrayal and it hurts to know she's giving the love she's supposed to give to you alone to someone else. Having said that, I agree with my sister Fairgame, heya varume munotorwadziwawo here nechihure?
Dindingwe rinonaka richakweva rimwe, kana iro rokwevewa roti mavara angu ozara mavhu.

I dont believe he did it, yes he might have threatened him but murder? you cant murder for a whoring wife

Mai T mune hukama naMai jukwa here?

Ko iye Munhu anongonzi Magorimbo haana first name here? Ko mai Munya vacho vanombonzi ani? Munya wekuMalawi dai akangosota Magorimbo neCentral locking.

magorimbo's wife ane zvaanoziva statement is not adding up tese tese tinomboshaya mvura but we use the toilet zvakadaro.....nways lets wait tinzwe what the post mortem says. and why hasn't anna hassen munya's ex been called for questioning

well said my T need l say more?..no.... will spoil it

ayewa kani haisi nyaya yekufira nhasingeni,i would have spend a lot on u kukuroora ende ndakarohwa pasi petsoka,ndaikutengera kana i grocery uri kuchikoro tisati taroorana,nhumbi,mari on top.anatsanoz ndirikubhadharira school fees,ambuya ndirikuchengeta havana murume,ndakakutora kuzim tande newe kudiaspora all those cost its me who footed them pedzezvo waakuhura nefriend yangu kana next door.then mozoti afira nyasi ,imi look both side of the coin

Varume vanondishamisa ini!!Heya kuhurirwa kunorwadza kusvika pakuuraya munhu asi imi kuhura?Manje kana wonofira mujeri chii ichocho apa mukadzi ndipo paava kusara achirovesa poto zvebasa iwe usisiri pamap.Faced with such a situation deal with your partner mopedzerana.Zuro uno pane imwe shasha yekuSA yakafira girlfriend ,kutosiya baba namai vachitambura munhu afira mbutu?Ngapagadziriswe ipapa

Post a Comment