Saturday, 9 March 2013

VIDEO : ITS A MIRACLE FAMILY AFFAIR



34 comments:

Ma one, prophetess vakarova designer jeans. Never seen such rubbish ivo vakadzi vakuru kutoti "yes mama"

People are so gullible. The peak of stupidity. Kujutwa nehwaga. Muchadya izvozvo.

Yes. Vakapfeka jean kuti chivakashure chinyatsa kuonekwe! LOL.

Nyaya yawatangaka iyi muface ichatiparira! Kana chiri chokwadi kuti amai ava vanopakura zviri muchikari bva mangwani ndichafuma kushenashena kugadzirira, pedzezvo ndonangeko ku kereke yeminana ndogara pa front seat. Pamwe ndingangobate jackpot. Kana ndawhina ndichaku brifa because ndiwe wandipa "compass"

Wherez the miracle. I didn't see any.....

Good luck mu'face'. But shandisa condom. Pane nyaya.

Blazo kuti hakungawe kuenda kunovhima nemhiripiri nesauti muhomwe here? You sound so confident kuti ndichabata jackpot. I trust you. You are my instructor for this "project"

hanzi yes MAMA kumunhu mudiki kumwana wake kikikikiki.....hanzi i asked God why.....kikikiki ...but ini ndakunakirwa ne Babie ra Angel iri rakabatana wena...rakaita kuzadza jean netamuna.....ndoda kuritsveta tsono.....zvekumama izvo

ndekupi ko uku????kunevarungu vakapusa so???

What is the miracle here? The prophetess is asking so many questions and deducing things from the answers. There is no miracle in this video maybe it was off camera!

is this Prophetess Beverly Angel. Uebert's wife?

Wakambomukwira here?

Fake fake! How can one believe this lie. She already has been informed of everything and now pretends as if she has a spirit showing her.

ha haha kikiki some people.how do you do god's work dressed like a bitch from avenues read the bible people if this how we are supposed to go to heaven then i am destined for hell.mirai kutamba namwari we never heard of prophet Paul and prophetess Paul or anyone in the history of christianity rowa mari yemarema Urbet ibusiness iri

Hanzi "I thought so"....tapi tapi kunakirwa seka hako ndoda

Amai ava vakakwirwa nemumwe mu 'face wangu' ku UK. I hope achine ma 'pictures acho'. Ndinoda kuvafumura. Watch this space.

Nxa kumhata kwaana mai enyu mhani ne ma pipi enyu aya ......nyaya dznyu dze wanhu awa ma SATANISTS maa kuto bhowha manje

ende mahure ai stripper ku Lutton awe kunzi ma prophetes kuzim zim .......anhu eku zim ndosaka muchi batwa chibaro neku kwirwa kumhata you are all so Fucking predictable and gullible kunyo kwaana mai enyu mese mhani

Reasoning if enshrined in vulgar diminishes its standing.

MaQ mai ane ka bhinzi pa nhova .....ndo tuka nekuti ana mhata maka pusa muno jutwa maka vhura meso ne mbwa hadzi idzi

Welcome back Prophet D.E.K. Mange mamboti roweyi mbichana.

hamheno zvandava kunzwa pese pandoona babie ra Angel....pamwe ma miracle feelings....ndirikunzwa kuda kuti nhengo yangu neye babie ra Angel zvimedzane....ndanakirwa ne gadziko racho

Prophecy is full of riddles, how 'forensic' is that? This is divination, hapana chimwe, this woman has a spirit of divination. Bvunzai ana Elijah, nana Daniel, naSamuel naNathan kana muchida forensic. This 'forensic' phenomenon is not anywhere in the bible, at least not in the sense that these so-called Prophetess and her husband speak of it.
1st Cornithians 11: 5-6 says this ''But every woman that prayeth or prophesieth with her head uncovered dishonoreth her head (as in her head is her husband and his head is Christ) for that is even all one as if she were shaven vs. 6 For if the woman be not covered, let her also be shorn; but if it be a shame for a woman to be shorn or shaven, let her be covered''
This woman is ''prophesying'' wearing tight fitting jeans and her curves exposed. Mwari vachataura zvavo nerimwe zuva, mati madii!

Unonzi mweya wetsvina...

I agree totally. Or is it " I receive" as they say in these churches? My question to people who have meditated on Christianity is: Can God be described as faithful? I thought faith was a attribute of the Christian not God HIMSELF. Mrs Mudzanire continuously says "God is so faithful....." I humbly think she is misguided on a point of scripture!

Variku profitwa vakatopfeka zvine hunhu kupinda muprofita wacho. Imiwee!

Deuterenomy Vs 7:9 - Know therefore that the Lord your God is God, the faithful God who keeps covenant and steadfast love with those who love him and keep his commandments, to a thousand generations.

Chabwino you are the one who is misguided. i dont support Angels wife but what she said is true check out

Psalm 89:8
8 O LORD God Almighty, who is like you? You are mighty, O LORD, and your faithfulness surrounds you.

the Lord knows,only the Lord knows...

holy ghost fire to burn all non believers stupid idiots!!!then show us the true an of God dnt just judge them without giving us proof of who the true prophets are...have facts to what u have to say!

Miracle reply, how do you know? Babes ra Angel kahwani.

if you dont believe in this ndezvako, noone is forcing you to. vanenzeve vachanzwa

the same Bible say women should not speak at congregations. i bet you kuchechi kwako kune vakadzi vanotaura pamberi pegungano, probably your wife too. saka zvinoreva kuti muri kutadzira Mwari ka imi? what is your interpretation of that? musataure zvamusingazive tsano.

who decides zvine hunhu nhaimi mbuya? yenyu zedy yamunomwa ndiani akaipa qualification yekuti ine hunhu? tikwanirei apa munopfeka pitikoti. hapwa dzinonhuwa shondo!

Post a Comment