Friday, 7 December 2012

THE DZIVARASEKWA TRADER AND HER TALKING BIRD - PIC

This is the cross border trader from Dzivarasekwa who is being tormented by a bird sent to her by a n'anga from Chipinge.

Emmaculate Alice Chirunga (31)She said she was robbed of her bags of clothing and she sought the help of the traditional healer who worked his magic leading to the return of not only the goods but the woman got compensated as well.

It was reported that problems began when the n'anga demanded a cut and the trader said she would pay him next year. He is said to have dispatched the bird to force payment.

But Chirunga said this was not what happened. She said when she got the money from the thieves she put aside the $350 demanded by the n'anga on the bed and went into the toilet. When she came back the money was gone and a bird was sitting there.

“I phoned the n'anga and told him that the money was gone. He said the money had been taken by Sekuru Ndoro, meaning the bird. He said I should take the bird to Birchenough Bridge and leave it there."

She said she was on her way to Birchenough Bridge when the bird started talking at Mbare Musika.

“At Mbare Musika while waiting for the bus I told my brother what had happened. He said I should have consulted other family members about this. That is when the bird said to him 'You, you were not there when we started this journey."

Hearing this her brother fled and a crowd gathered around her. She was later taken to a police station. Chirunga, a divorced mother of three,  said she was not bothered because she knew where the n'anga was and everything will be sorted.

38 comments:

Loool mazvokuda mavanga enyora. Vaida vaiti mufananidzo hewo Emmacurata neshiri yake.

Chingwarira kuti shiri ichazofira mumaoko ako. You nd jesus

Dai waka siya mbavha ne mabag zvanga zviri nani ,waishandira zvimwe,chiona warasirwa chikwambo chausinga kwanise

What if she finds the sangoma dead?

Mhanyira kuna Jesu mhani ndiko kuti uzive kuti chen'anga ndechemuroyi isimba rasatan hachibatwe.Human rights inodaro vani saka satan ari right nokuti iwe mukadzi ndive vakanobata zvinhu zvake.It reminds me of Laban and Jacob.Laban akatsvaga zvake zvasatan kuna Jacob.Mari inobva kuna Mwari satan haana chinhu anokuvharai nekuudzai kuti anokupai mari svinhu isiriyake.Tarira uone chave chikwambo ichi chinotsvaira mhuri yose.Amai vanenge vane nharo ava varikutoti zvinhu zvidiki i knoe kunogara n'anga so it can be sorted out aaahhhhh hameno!Handifunge kuti anemurume amai ava??Akafita kuita fambi kana pfana dzemuDZ dzinenge dzave kuda kuita mari dzichiratidza kuti ive murume vakandisiya ndave nemari.Porai zvenyu mari haadi kupaparikirwa.Unoita seusingaide zvako inouya mari

Pasi rarohwa ne nyundo hama ,.

'You, you were not there when we started this journey."
KKKKKK Africans bayandi tsaza madoda

Aita mhanza haana kuzotumirwa iri nyoka. lucifer pacheke.

Everyone was bashing her on this forum accusing her of being greedy yet it is this sangoma who have played her games.

Mwana mudiki so anoita zven'anga nemushonga!
Ko iko kusatya? Zvakaoma.

zviri nane kuti n'anga dzose dzisungwe kana kurambidzwa kuita zvoun'nga nokuti mukore wen'nga wakapfuura nanasekuru vedu.mazuva ano ruzhinji rwavakunamata.

Makurata ngaachimhanya kunana Man of God vaMakandiwa or vaUebert Angel

Dira paraffin wotungidza shiri iyoyo pane kuibata zvawakaita kudaro.

Muri kuonawo sei face yeshiri yacho izvi zvakaoma izvi

Ma Men of God heroka basa dzingai shiri iyi

Nganga yacho inogara kupi. Ndinoda kugadzira munhu akarara nemukadzi wangu. Kane pane anoziva adress yake please

kunyo kwamai awa ...waka romba ka tokoloshi keku tsvakisa chibhanzi mzanzi woda kuti nyepera mucha zvimbirwa ne nyemba dzenyu idzi

hahahha manje ukainda kun'anga iyi nenhau yemukdzi wako anokwirisa, hameno hako. unowana munduwe mavane kashiri, kikiki zvombo zvisisispo

ndiwo mabasa a Satani.unofunga kuti arikupa nyamba akusiya mutsvina yakadai

Ndiyani akakuudza kuti vanonamata havaende kun'anga? Zve, vanhu vanoinda kun'anga as individuals, secretly, hakuitwe zvegungano sekwaMakandiwa, so don't be bamboozled by numbers. Ziva kuti n'anga pachezvayo haina chakashata; akashata munhu anouya kwairi achikumbira kuti nyakuba arangwe, zve anokumbira chikwambo kuti apfume.

parafini yacho yomva yaita shiri futi

This lady believes in what she believes just reading her story she doesnt sound perturbed@all&look at her holding the bird i like her spunky. Am telling you if all christians believed as this lady the devil would not be gvng us a torrid time no wonder THE LORD JESUS CHRIST said children are much smarter than children of the light.

Zimbabweans are stupid zveshuwa can't you see kuti this is just a trick frm a clever fake n'anga and his assistant just trying to get customers nxaa this fake ass wanna be clever diasporians

True ,to her its normal she even told reporters she was not bothered as she knew where the n'anga could be found ,seriously i would go insane if a bird spoke to me

Hausi wega vakawanda vakaromba nekuda kwekutya kukundiwa nediaspora. Tinovanzwa patinoverenga macomments avo.

I would want to be an agent for this guy... I am sure his abilities can be used to compliment the efforts of the police.. .imagine using his skills to find missing persons, stolen cars ... on average the Metropolitan police offers £10000 to find a missing person ....

Amai endai munoita zvamakaudzwa mudzimure moto usati wasvika kuvana vamuri kusevenzera mungapedzisira mosevenzera pasina.

uri kutambisa muriwo. kagoche kashiri ikako

Ningisa mufananidzo, mwana ari kubuda ziya uyu hazvina kumira zvakanaka. Kana iri action vanogona.

Ndiri kuitsvagavo Nganga iyi ndine zvekwereti zvimuvabhu. Ndai ndikawana fone kana kero.

Anotyawo. kikikikikik

sekuru ndoro...hahaha

even ukadzosera shiri iyoyo. watopiwa chikwambo. the spiritual husband will remain with you. sometimes tinoita zvinhu tisina kufunga

Please may you assist me to get Sekuru Ndoro cell number, i need the number urgent. my number is +263773154746. Ilost goods worth thousand of dollars through HBT house break & theft, please assist. ernest.mbasera@yahoo.com

How does she suddenly become a representative of all zimboz? It's just one woman.....get some education!

Post a Comment