Saturday, 8 September 2012

MAFARO IN HARARE

19 comments:

MOTI VANHU HAVANA MARI

mai inegreen yakateya zvakashata

sodom negomora. behold the son of man is about to come>>>>>>

kumwe kufarisa kwacho kunozonyanya mhani............see what these sanctions are doing to our country, they are hurting the economy. Zimbabwe will NEVER be a colony again!

Kana vanhu vangu. Poresaiwo nyika yedu!!!

Paita magreen maviri apa ese anenge arikurova same dance, which one manje??

zwirinani izwi pane amai awa wanonzi mai Gunguwo,, iyi yakananga newe MaitindoZim$,, @hazy ne we dare wese: teererai amai awa muzwe kutapira kwemuromo wawo ,, munoti jesu anotii na amai awa musi wawo wekutongiwa kana wakwidza or kana washaya .
http://www.youtube.com/watch?v=xIK_0uKmqJE&feature=related

It is clear that some members were not happy this woman's sermon. No normal preacher can say such things in the congregation. This is not church.

Handizivi kuti ndakapedzisira kuenda kuChurch riini but apa ndanzwa kunyara I could not finish watching this video; hameno kana iriiyo liberal preaching yacho

For your information this is not mai Gunguwo please,paita mistake of identy.

aiwaka shamwari munyika medu tina Mugabe Matibili handiti tozoitawo vamwe vanana Mugabe tsuro chaidzo vasina kana ukama na bob pamwe havatombodi nezvake or else toti Makoni surname handiti yakakura?? Kana kuti futi vanhu ava ihama chaidzo hazvireve kwaGunguwo kune mukadzi mumwechete anonzi mai gunguwo saka usanetseke hako.

Asi umm mukadzi anopenga uyu. Ko madimikira hawo atadzikwa here?

uku ndekwaMacheso chete. Ndamunonga uyo patop right picture nekabody top kake kari tight kachenaa akoooooooooo. zvakaoma. regai vamboja nekunwa.

Ende ndanyara vundukai, ndashaya pekupinda nekunyara. Awo vanhu varikusekerera benzi richirepa baba varo vakakwana here? Kana riri bhaibheri ravaka bata iro dai varitsveta pasi, mai iyo haina kana nyadzi ende zvimwe zvikadzi zviri kutogegedza instead yekuvapa mbama one inodzupura nenyama nxa ndasvotwa sitereki kachembere bande kano taura zvisina basa.

@vunductus iiiiiii ndapererwa hangu naamai ava, shuwa shuwa we can talk about nyaya dzebonde but this is an extreme. what amazes me is taht she speaks of such things pane vana and now these days have u noticed how kids know nyaya dzebonde @ 4 years. yah this is a paradox of the changing tyme. pamwe amai ava vakarohwa nembanje havo, how does she feel if her kids are watching this if she has any. Aiwa ndanyara hangu

iiii i love that song yamai shingisai suluma

hahahaha yakateya what nhai mutambara, pamwe kune museve wdzakateya.

Haasi mafaro ayo, NDOCHINONZI CHIHURE icho..

Post a Comment