Thursday, 14 June 2012

TELEVISION NEWS FROM ZIMBABWE (video)


6 comments:

shame on u nssa for giving a pensioner 20 dollars a month zanu ngaiende rubbish making people  suffer while they misuse money

Murudzii mkadzi uyo arikuverenga news? Maverengero acho maHWANI...

Mutori wenhau dze Shona ndiye ane yese...ko Alson Mufiri mupenyu here???Sam Levy haana vazukuru here????tibatanidze hukama???

Ndeyepiko ATV news iyi? they are very versatlile from nyaya dzematoereti to nyaya dzekatsi that have lived beyond maximum age of survival. Hanzi mapositori taakutoenda kumatoereti emabhawa lol Ko Kapfupi uyo ihama ya kapfupi of the mai nga fame here i notice some sort of likeness.

eish the Brighton family ma1

Post a Comment