Sunday, 25 March 2012

GONO BEDS MINISTER'S WIFE

RESERVE Bank of Zimbabwe governor Dr Gideon Gono has been secretly bedding the wife of ZANU PF’s Deputy Minister of Health and Child Welfare, Dr Douglas Mombeshora. The affair is said to have been going o for the past 10 years.
The first hint of this affair came when Gono’s former adviser of 8 years, Dr Munyaradzi Kereke wrote an angry letter sensationally alleging that Gono stole millions of dollars and gold from the bank.
Kereke has also made claims that he is the one who wrote the examinations which earned Gono a doctorate degree.
But it was allegations by Kereke that Gono “took tens of millions of cash through the Security Division of the RBZ for personal gain.” Kereke wrote “I will also not hesitate to reveal and expose how you used RBZ money to buy two houses as “gifts” to the wife of a Deputy Minister here in Harare.”
Millicent Mombeshora, formerly known as Millicent Buzuzi is a former DJ and head of ZBC’s Radio 3. She is currently the Head of strategic planning and special projects, working in the so called ‘Governors Office’ with Gono.
Millicent is also a commissioner on the Zimbabwe Media Commission.
“Gono and Millicent are so in love, the affair has been burning for over 10 years. They regularly hire hotels where they meet. It’s hard to believe a married woman like Millicent is so jealous of Gono. When she hears rumours of him bedding other women, she gets very upset,” a source close to the two told Nehanda Radio.com.
Millicent’s husband Dr Douglas Mombeshora, is the Member of Parliament for Mhangura. “He is a nice man who does not deserve this nonsense. You never hear stories about him being involved in political violence or the corruption associated with Zanu PF. But his wife is a nasty piece of work,” our said.
“When Millicent reads this article she will know who leaked the story and how I know without doubt the two are having an affair. I’ve kept my silence for a very long time but I don’t think its fair on Douglas. For the avoidance of doubt the Deputy Minister must insist on DNA tests for his last 3 children.”
Several years ago Millicent was linked to an attempt to smuggle 140 tonnes of wheat out of the country which resulted in her husband being questioned by police. One Moses Banda was arrested and charged for obstruction of justice through misrepresentations after trying to cover up for Millicent.
Millicent owns Rukute Farm in Makonde, where the wheat had originated from. Wheat is one of several specified products in Zimbabwe restricted from exports. Nehanda Radio.com


37 comments:

Gono better do something to shut this guy up.....

This is guy is out to destroy him for sure.... Poor Dr has been dragged into the drama..

Gono chitoita kutsvaka maCIO u uraye mface uyu wawaimbodyanaye; this is cowardice to try and expose zvinhu zvamaimboita mese makavanda just becoz mavekuvavana; this is almost Blackmail or extortion

Amana musakwire akadzi evanhu.

Munepfa zvakaipa Abiángu.

ti bvirepo chakaipa chakaipa shamwari mukadzi wemunhu uyo,mari haina basa adulterous leading us

Fushunura munhu shamwari.Vajaira matsotsi nemhombwe

AIMBO ZVIITIREI.Zvakashata ngazvibude pachena

taura Kereke taura!!! gore rino hapana chinosara!!!!

Zuro i doctrate degree ,nhasi kuisa Mukadzi wemunhu kutoenda ku Judgement day kwaMakandiwa for deliverence better ,zvisati zvatyisa  

Ukangowona munhu rume achiita guhwa nekukwira kunoita mumwe murume, iiiish!  Nyaya chaiyo irikuzoputika yakagumbura kereke is that Gono akachachura mukadzi wake chete.  Y wud Kereke reveal adultery yaGono with another man's wife yet the hubby himself is silent about it.  I dont doubt that Gono is capable of this, he definitely is, but uuumm the source is giving me questions - Kereke?  Buda pachena utaure zvakaitwawo mukadzi wako mhani...!

Zikupani? Kereke ari kuita zvekubudisa mbichana mbichana, kusvika Gono ati chuzi. Idzi ndidzo dzinonzi sour grapes Ruby. Gono ndiye akatanga kuda kufamba muface uyu. Manje zvinoitika kana uri boss unenge uchituma vapfanha kuti vakuitire dirty work, saka vanoziva zvese. Unfortunately Gono anenge asingazivi zvose zvaiitwa nemuface, and at the same time he cannot expose umbavha hwavaiita nokuti achiri musystem. Saka apa Gono azvigara jende. Imbo vhunza vanhurume kuti zvinoita sei kuzvigara.

Hayi thina silandela abaphilayo mfo!  Zvino munhu anonzi Gono ari very notorious kani iwe, izvi zvishoma.  Asi i wonder kuti ichasvika kupi nyaya iyi but i have a feeling Gonos end may be nigh.  Totobvunza iwe kuti kuzvigara jende kunoita sei?  L.O.Loudest!

inzima lendaba madoda. kwatsha umsobho kwasala amaqatha

 kereke i duzvi i mbwende chaiyo ndokuti kupusa, nyaya dzekukwirwa kwe mukadzi we munhu kunei naye sekuti ndiye aikwira.

Panotukana vanhu unotsvaka zvinobaya moyo, nekunyadzisa. You would not have expected Kereke to have said this vachiri kuwirirana. That does not make him a saint, he is equally corrupt like Gono, but his corruption was authorised by Gono, and so Gono cant say anything. Gono asurira mulift iye achine mafloors akawanda ekukwira. So nyaya ngadzibude

Mira uone Ruby tichanzwirira. Gono is not going nowhere becoz zviri kuita Kereke ndizvo zvaanogona kuitira madhara awa. He knows too much to be fired. Ukazvigara zvimisodzi zvinotiti zvibude lol (sorry magents). Weekend yanga yakadii, maiTindo$ vane bhabharazi kani vandisati ndavona.

Lapha kwatsha amaqatha kwasala umsobho Malume!  U gono lo kereke babengehlukane bengu sihlama lobhurukwe namhla yooh! 

Weekend yaive iri ryt mheno iwe?  MaTindo vanombotanga varasisa muoffice kuita  clear backlog sezvo iriMonday kuday.  Paye vachakunyawo nguwo dzavo!  Iye kereke y did he not reveas this kare kuratidza kuti he was not part of the shit.  Kutozonyorera Gono mazamanishani hanti kuwirirana?  Akadii kufumura zvichirikuitika- haazive kuti imbwa inorohwa ichamama here?  Kwete kuti yaposhera chivanze wotanga kuti 'bokkie urikupi' wakabata katsvimbo.. too late! 

Bad habits die hard, this is not the first time Gono has been accused of such behaviour, 4 cases if my memory serves me right, pane hutsi pane moto, which means panyaya dzese idzi pane imwe yechokwadi if not all.

Kereke was deep in the shit with Gono, but kana muchiri masahwira hamufumurane hapwaka. Apa yava nyaya yekuti wakandidzinga, plus Gono ndiye akatanda kupotsera dope asingazivi kuti rimwe rinosara mumaoko. Ya monday kuyafiwa sibili. Wknd anga ari makeke chaiwo.

Haa wena iMonday ngiyayizonda tshomi!  Lol warinzwa here rekuti tshomi?  Mpintshi yami! Ndasuwa kuchikoro mhani!  But i love the fact that it appears to be the shortest day of the week, sandi kumhanya kunoita Monday iwe...wakambozviwongorora? 

Ahh wakanganwa ka kutaura chakakukekenura paweekend zvawati ange ari makeke chaiwo?

Ndizvo zvinobhowa monday, basa racho rinenge riri hobho, ndanga ndambobuda. Tshomi ndarinzwa wena. Weekend ndanga ndisina zvokuita, then blaz wangu ndokuuya ndokubva tati tande kuenda kudrink negochi gochi. Apa tairidza dzekudhara omasganda, iwe unongonzwa. Ndangozongoona yatova monday. It was really nice becoz I last saw my bro two years ago. Monday inomanya taura hako.

hahahahahahahaha bhuuuuuu-u {skuz me!}

Aaah omasganda!!!!  Heee wangikhumbuza lee!  U r really a Ndebele infested karanga or zezuru like me!!!  Ko zvino pawange usina zvekuita dai wange wakatanga nekundiita code ini usati wabata blaz vako, havana dhiri..lol!  Ah but for now maCatholics are observing Lent, kutsanya tsanya, mafaro paside saka kugochi gochi hatiende til Easter!!  Ini kana phone yangu all weekend inogara iri panot reachable ndingazopinda pamuyedzo neshamwari.  But ndazosuwa nhasi sha zuva nezuva rinezvaro about an hour ago i got a call to say one of my closest old school frends Sindi passed away yestermorning in UK in hospital shaa im so saddened.  i just got a call from the hubby last week i spoke to her aripamubheda in hosp and she was telling me not to worry but to remember all the golden and good fun days we had in the past, like the last time we all met when she came in Blues tikadya nekunwa kunge tichafa nekufara---u shud have seen the way we were dancing n sweating - ironically as if it was a farewell!!!   Life Chebvungwi!  Ndarwadziwa zvangu!

Duuu nhingi chakuti chakuti!!!  Taura zvaurikuda kubwereketa ndikupindure kwete kuita zve skuz me!  did u hear what i said ipapo?

Ma Zimba munoshaya zvekuita stereki, haiwa!

I am really sorry mngani wami. That's how life goes, you were lucky you managed to talk to her before she passed on. Just relish the moments you shared together and have strength in knowing that this is our way.Sorry. Nxt time ndichasiyana nezvablaz ndotsvaga iwe lol.

Chemera pafudzi pangu apa Ruby

Ki ki kiii!  Managed a laugh since the UK call! Thanks for the offer.  I offer yakho igrand mngani wami.    Ndibva ndatokotsira zvangu pafudzi pako...!

Ndanga ndashaya kuti chanyorovedza pafudzi pangu chii, misodzi yako. Seriously I know it's painful, but there is nothing we can do about it.

Ha ha ha!  wazonyepa apo pamafudzi ndenge ndisisacheme ndenge ndakungonyemwerera iwe uchiti ndirikuchema...!  Nekutokotsira futi wena iwe wotoshamisika kuti, 'iya ndozvinoita munhu aripamariro izvi here'?  Lol!Mngani wami its already 3.47pm i didnt even realise how time flew....!  I jus wannah go hoooome!  Wena kee?  Asi unofanira kundi coder one of these days wazvinzwa ka?  ukaitwa 'spark' ne gent paforum unengw wakuti ko in real life...!? ki ki kiii!   

Had to finish this thing before going home time yaflyer wena. Ndichaku coder zvangu rimwe zuva. Ndinoziva kuti ndichaita sei usati waziva uchangonzwa can I speak to Ruby, iya iya iya !!!! kikiki Saka ndanga ndichifunga kuti misdozi iyo isiri nhai, kudziyirira mhlambe.

Nytie nyt Chebvungwi!  L. L. Loudest indeed, kushamatata chaiko nekuseka!!!

I think zvawataura zvine musoro the problem is  i dont understand French lol

Yikuhleka nakuhleka Malume bakithi masihlekeni life is too short!  Abanye bazilelwe, abanye sebebotshiwe, abanye sebelamanxeba, abanye akusakhulunywa ngabo sebetwalwa ngebhara...so lets laugh out lungs out while we can...

Post a Comment